# of occurrences |
# of sentences |
Sample sentence |
0 |
291 |
4. Jamie Whyte/Phil Archenoul - Zimbabwe (Subaru N10) 2.54. |
1 |
495 |
14. Zuva rodzokera muna mai varo — zuva ronovira. |
2 |
856 |
10. Kuteya nzou neriva — kupedza nguva uchiita zvinhu zvisingabudirire. |
3 |
984 |
1. Kudya danga ---- kuwana pfuma yemwana aroorwa/kuroorerwa. |
4 |
1065 |
13. kupfeka zvakanaka. |
5 |
1173 |
3. Kana yave kufashaira, tora nyama yose woisa imomo wokwidibira zvombokwata kweawa rimwe chete. |
6 |
1099 |
4. Kuva mbombwe ---- mukadzi anoenda kunotsiva vakoma kana tete varambirwa hupombwe kana huroyi. |
7 |
1011 |
2. Hakusi kuchema ikoko — kuchema kwakanyanyisa. |
8 |
779 |
9. Hakusi kushata ikoko — kushata kwakanyanya zvichida chipuka ndipe mwenje. |
9 |
666 |
6. Kuita bete rawira mumukaka — kuenda kana kutumwa wononoka kudzoka nenguva. |
10 |
506 |
Achibvunzwa nedare chikonzero chakaita kuti apare mhosva iyi, mukomana uyu akati aifunga kuti vaitamba chihwande-hwande uye mhinduro yake iyi yakatyora vanhu vaive mudare mbabvu nekuseka. |
11 |
356 |
7. Kuita musenga bere ---- kutora musikana kana mukadzi pasina kubvumirana, woenda naye kumusha kwako kunomuita mukadzi wozoroora pashure. |
12 |
238 |
Achitaura asati asimuka kubva munyika achinanga kuSwaziland, Mutasa akati haasi kuzoitira FC Platinum tsvete nekuti vana vekumusha asi ari kutoda kuibuditsa mumakwikwi aya. |
13 |
187 |
Achipa huchapupu hwake hwekuti murume wake imbavha yemandiriri, Mutadzamiko akaburitsa mbozhanhare yake iyo yaive yakanyorwa mutsambambozha kuti: “Ndiri mbavha saka ndinoda kuona kuti mari yaunoda uchaiwana here kubva kumbavha. |
14 |
90 |
Achipawo divi rake, Thako akati haachada zvemumachira naKamunyaru nokuti akamuwanikidza aine chikomba naizvozvo akatutira midziyo yake kumba kwechikomba chake. |
15 |
76 |
Achitaura neKwayedza svondo rapera mushure mekufefemuka kubva mukunwa muchetura, Givemore akati akaroorana naOrripa muna2005 apo vakanga vatanga kudanana vari kumusha kwavo kwasabhuku Mugwere, kwaMadyangove kuMasvingo. |
16 |
50 |
Akati akange amboenda kuSouth Africa kunotsvaga mafuro manyoro nekuda kwekuoma kwainge kwaita nyaya dzeupfumi munyika asi iko zvino akange adzoka kuzotora chinzvimbo chake chepamusoro pakati pevamwe vaimbi. |
17 |
40 |
Aka kari kunzi hakasi kekutanga zvakadai zvichiitika sezvo hofisi inomirira Sudan muUK yakazivisawo zvekare kuti kune vatambi vatatu vekunyika iyi vasiri kuonekwa. |
18 |
16 |
Ari kutokusevenzesa nhengo yako kuita zvakaipa kana kuti ari kutokuita murume nokuti kana uri kutaura chokwadi kuti wasvitsa makore iwawo usati wasangana nemukadzi, zviri kutoreva kuti ndivo vawanga uchitorara navo pese ipapa. |
19 |
8 |
Harisi firimu kwete asi kuti izvi ndizvo zvakaitika kumadzimai maviri ekwaShe Bepura, kuGuruve avo vakadzisunda mimba kusvika panguva yekuzvara asi ndokutadza kuita vana pamuviri paya pangonyangarika, pasina kuitwa vana kana kupfukudzika. |
20 |
9 |
“Basa randinoshanda rine kufamba mukati saka mukuru webasa akati nekuwanda kwatakaita anoita zvaanoda ndiye anofamba kunoita mabasa anenge achida kuitwa kunze kwenyika kana kweguta,” akadaro mudzimai uyu achiratidza kusafunga kuti kunze kunei. |
21 |
4 |
KUIPA kwemugwagwa unobva kwaGombekombe kwaRwere kunosvika kuBare kwashe Makope kuChiweshe kwodzosera kumashure zvikuru mabasa ekurima mudunhu iri sezvo varimi vave kutadza kutakura zvirimwa zvavo kuendesa kumisika. |
22 |
1 |
Paakabvunzwa nedare kuti akavimbisa kuroora Dzekete here, Maposa akati aive asina nokuti nguva yavakadana yaive pfupi uye mushure mekunge aenda naye pabonde Dzekete haana kudzokera kumba kwavo sezvo akanonoka kusvika kumba akanzi adzokere kwaaive ari. |